Duramazwi · zita
ndege
aeroplane · aircraft · airplane · craft · plane
furaimachinamvuramacheni
Duramazwi · zita
aeroplane · aircraft · airplane · craft · plane
Ndege muchina unobhururuka, unotakura vanhu, mhuka nezvimwewo.
Ndege muchina unobhururuka, unotakura vanhu, mhuka nezvimwewo.
Ruzha rwacho rwaityisa kuita kunge ndege yaida kudonhera pamusoro pemarata.
Anenge achikukwidzai ndege yemashanga ipopaye.
Ini, ndakusuwa shamwari Rudo: Ummm uri kurevesa here shamwari kana kuti uri kundikwidza ndege yemashanga.
furaimachina · mvuramacheni
Duramazwi
01 / 03ndegeyepasi
Kana motokari ichinzi indegeyepasi inenge yakanaka zvikuru, ichimhanya chaizvo kusiya dzimwe.
VerengaSwipe for the next word