Duramazwi · zita
manyerekete
manyezumanyezunyekete
Duramazwi · zita
Aya mavara akasiyana-siyana anenge ari pahembe kana pane chimwewo chinhu. Chuma chine manyerekete chinoyedza chaizvo.
Aya mavara akasiyana-siyana anenge ari pahembe kana pane chimwewo chinhu. Chuma chine manyerekete chinoyedza chaizvo.
Nyerure ishiri yakakura zviri pakati nepakati ine manyerekete machena nematema.
Tsimba kamhuka kemusango kakaita sekatsi, kane muviri une manyerekete.
Mherepete imhuka inenge iine dehwe rine manyerekete.
manyezu · manyezunyekete
Duramazwi
01 / 03manyeu
Kana rekeni ichinzi ine manyeu inenge ine tumitswe tunotaridza kuti inenge yava pedo nokudambuka.
VerengaSwipe for the next word