KwaunobvaDuramazwiRruvambira

Duramazwi · zita

ruvambira

Zvinoreva

Ruvambira kuita kwekutsvaga kutsamwisa vamwe.

1

Ruvambira kuita kwekutsvaga kutsamwisa vamwe.

Ruvambira kuita kwekutsvaga kutsamwisa vamwe.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ruvanda

Ruvanda mushonga unonzi kana munhu akauzora anenge azvidzivirira kuti shumba dzisauya pedo naye.

Verenga

Swipe for the next word