KwaunobvaDuramazwiRruvanda

Duramazwi · zita

ruvanda

Zvinoreva

Ruvanda mushonga unonzi kana munhu akauzora anenge azvidzivirira kuti shumba dzisauya pedo naye.

1

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ruvanduko

PachiKristu, ruvanduko inguva inenge munhu achinzwa kuti ava kurarama upenyu hutsva nokuda kweruponeso hwaanenge ava narwo.

Verenga

Swipe for the next word