Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gunya itsika yokuda kungonetsa vanhu nokutanga musindo.
1
Gunya itsika yokuda kungonetsa vanhu nokutanga musindo.
Gunya itsika yokuda kungonetsa vanhu nokutanga musindo.
Pfumo rakangunya rabaya musoro wemhuka.
Kungunya kutadza kupinda panhu kwechinhu chinenge chapotserwa, nechinangwa chokuti chiboore.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03Gunyana
september
VerengaSwipe for the next word