Duramazwi · zita
manyawi
lofty
Duramazwi · zita
lofty
Manyemwe.
Manyemwe.
Misodzi yakasara padiki kubuda but akati handimbochemi mberi kwemuvengi wangu handidi kumupa manyawi.
Iri izwi rinoshandiswa pakusika nyimo rinoita kuti nyakusika anzwe manyawi.
Uku kuita zvinhu uine manyawi uchiti vanhu vagokurumbidza kuti uri shasha.
Kana munhu achiita manyawi nekugona kwake, anenge achiratidza kufara kwake nezvaanokwanisa kuita.
Duramazwi
01 / 03manyemba
Manyemba itsvina yakaita tusadza tuchena, inoita musikarudzi yemunhurume kana munhukadzi kana achinge apedza nguva refu asina kugeza.
VerengaSwipe for the next word