KwaunobvaDuramazwiDdzungura

Duramazwi

dzungura

-svota-ungaza-finha

Zvinoreva

Kana chokudya chikanzi chinodzungura chinenge chichiita kuti munhu anzwe kuda kurutsa musure mekunge achidya.

1

Zvakafanana

-svota · -ungaza

Zvine chekuita

-finha

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzunguruka

Kudzunguruka kungofamba munhu usina chinangwa kana kuti chaiko kwawakananga.

Verenga

Swipe for the next word