Duramazwi
dzunguruka
-dzungaira
Duramazwi
Kudzunguruka kungofamba munhu usina chinangwa kana kuti chaiko kwawakananga.
Kudzunguruka kungofamba munhu usina chinangwa kana kuti chaiko kwawakananga.
Kudzunguruka kungofamba munhu usina chinangwa kana kuti chaiko kwawakananga.
Kudzunguruka kunzwa kumheya mumusoro zvinhu zvichiita sezvavakupidiguka.
Kana munhu achinzi akadzunguruka, njere dzake dzinenge dzakataira, dzisingashandi zvakanaka.
-dzungaira
Duramazwi
01 / 03dzunha
Kudzunha kubvarura kana kucheka chinhu.
VerengaSwipe for the next word