KwaunobvaDuramazwiDdzungudza

Duramazwi · zita

dzungudza

Zvinoreva

pudza, -kapadza. -gutsurira. 2 Kudzungudza musoro kuuzunza uchiratidza kusatenda kana kushamisika nezvaunenge wanzwa kana kuona. Vakatukana zvekuti vanhu vaive vakateerera vakasara vachingo-dzungudza musoro.

Dzungudza rupande rwakaita denderedzwa runopfekwa mumusoro, runogadzirwa neminzwa, mucheka kana chuma.

1

Tanaka aingo dzungudza musoro havo kuti dai Mai vake vaiziva chaita Tadiwa akasire kumuka vairwadziwa.

Bacaren vakangodzungudza musoro madrinks avainge vakabata achibva adonha pasi.

2

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzungudzira

Kudzungudzira kuzunza musoro uchitaridza kuwirirana nezvinenge zvichitaurwa nezvazvo.

Verenga

Swipe for the next word