Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akavhendenyura zvinhu zvakaita senhumbi anenge akanganisa kurongedzwa kwadzange dzakaitwa nekuda kwekuti anenge achitsvaka chimwe chinhu mukati madzo.
1
Kana munhu akavhendenyura zvinhu zvakaita senhumbi anenge akanganisa kurongedzwa kwadzange dzakaitwa nekuda kwekuti anenge achitsvaka chimwe chinhu mukati madzo.
2
Kana munhu akavhendenyura chimwe chinhu anenge achiburitsa pachena.
Haana kuramba a-
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhendenyuro
Vhendenyuro io-ngororo inobudisa zvinhu zvanga zviri pasi pasi kana kuti zvanga zvakahwanda.
VerengaSwipe for the next word