Duramazwi01 / 03vhendaKuvhenda kutsvaka chinhu uchiita zvokubvisa zvimwe zvaunofungidzira kuti ndizvo zvakavharidzira chacho chauri kutsvaka.Verenga→
Duramazwi02 / 03vhendenyura [-vhendenura]Kana munhu akavhendenyura zvinhu zvakaita senhumbi anenge akanganisa kurongedzwa kwadzange dzakaitwa nekuda kwekuti anenge achitsvaka chimwe chinhu mukati madzo.Verenga→
Duramazwi03 / 03vhendenyuroVhendenyuro io-ngororo inobudisa zvinhu zvanga zviri pasi pasi kana kuti zvanga zvakahwanda.Verenga→