Duramazwi
Zvinoreva
Kuvhenda kutsvaka chinhu uchiita zvokubvisa zvimwe zvaunofungidzira kuti ndizvo zvakavharidzira chacho chauri kutsvaka.
1
Kuvhenda kutsvaka chinhu uchiita zvokubvisa zvimwe zvaunofungidzira kuti ndizvo zvakavharidzira chacho chauri kutsvaka.
Mapurisa akavhenda zvose zvaiva mubhegi make nokuti aifungidzira kuti ndiye aiva nembanje.
MuVhenda munhu anotaura mutauro weChiVhenda, unowanzotaurwa kunharaunda dziri pasi kwenyika.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhendenyura [-vhendenura]
Kana munhu akavhendenyura zvinhu zvakaita senhumbi anenge akanganisa kurongedzwa kwadzange dzakaitwa nekuda kwekuti anenge achitsvaka chimwe chinhu mukati madzo.
VerengaSwipe for the next word