Duramazwi02 / 03vheneka mushaKuvheneka musha kubvunzira kuvanhu vakaita sen'anga kana maporofita kuti paonekwe kuti chii chinonetsa pamusha.Verenga→
Duramazwi03 / 03vhenekeraKuvhenekera kuisa mwenje kana chiedza panzvimbo kuti mumwe munhu anyatsoona zvaanenge achiita.Verenga→