KwaunobvaDuramazwiVvhendenyuro

Duramazwi · zita

vhendenyuro

Zvinoreva

Vhendenyuro io-ngororo inobudisa zvinhu zvanga zviri pasi pasi kana kuti zvanga zvakahwanda.

1

chimunetsa nokuti aiziva kuti aigona kuzovhendenyura dzimwe nyaya dzaakaita vachiri kudanana.

Vhendenyuro io-ngororo inobudisa zvinhu zvanga zviri pasi pasi kana kuti zvanga zvakahwanda.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhendu

Kuti vhendu kusvika panzvimbo usingatarisirwi.

Verenga

Swipe for the next word