KwaunobvaDuramazwiVvheneka musha

Duramazwi

vheneka musha

Zvinoreva

Kuvheneka musha kubvunzira kuvanhu vakaita sen'anga kana maporofita kuti paonekwe kuti chii chinonetsa pamusha.

1

Kuvheneka musha kubvunzira kuvanhu vakaita sen'anga kana maporofita kuti paonekwe kuti chii chinonetsa pamusha.

Vana vakanga vapera kurwara pakazovhenekwa musha ne-n'anga madzimai mazhinji akapumhwa uroi.

2

Kana vakuwasha vachinzi vavheneka musha vanenge vasvika pamusha pavatezvara kekutanga.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhenekera

Kuvhenekera kuisa mwenje kana chiedza panzvimbo kuti mumwe munhu anyatsoona zvaanenge achiita.

Verenga

Swipe for the next word