KwaunobvaDuramazwiVvhenganidza

Duramazwi

vhenganidza

-vhangavhengedza-sanganisa

Zvinoreva

Kuvhenganidza kuisa zvinhu zviviri kana zvakawanda pamwe chete.

1

Kuvhenganidza kuisa zvinhu zviviri kana zvakawanda pamwe chete.

Amai vakataurira mwana kuti asavhenganidza hembe dzinobuda nedzisingabudi nokuti dzaizopomerana mavara.

Kuvhenganidza kuisa zvinhu zviviri kana zvakawanda pamwe chete.

Zvakafanana

-vhanga · vhengedza · -sanganisa

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhenganisa

Kusanganisa zvinhu zvakasiyana panguva imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word