Duramazwi
Zvinoreva
Kuvhengana kusangana-sangana kwevanhu kana kwezvinhu zvakasiyana.
1
Kuvhengana kusangana-sangana kwevanhu kana kwezvinhu zvakasiyana.
Kana ukarega n'ombe dzose idzi dzichivhengana nedzako unozonetseka pakuketa.
Panhimbe apa misambo yaishanda ipapo inenge yakavhengana.
Manzwi anotevera mazita nezvipauro zvakavhengana.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhenganidza
Kuvhenganidza kuisa zvinhu zviviri kana zvakawanda pamwe chete.
VerengaSwipe for the next word