KwaunobvaDuramazwiSsanganisa

Duramazwi · chiito

sanganisa

blend · dilute · mix

-dhivanisa-kumbanidza-vhenganisa-bvunganisa

Zvinoreva

Kusanganisa kuisa zvinhu zvakasiyana-siyana mumwemo kana pamwewo.

1

Kusanganisa kuisa zvinhu zvakasiyana-siyana mumwemo kana pamwewo.

Sanganisa shuga nemasamba mukapu.

Kana munhu achikanyanisa zvinhu anenge achizvisanganisa-sanganisa.

Zvakafanana

-dhivanisa · -kumbanidza · -vhenganisa · -bvunganisa

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word