KwaunobvaDuramazwiSsangano

Duramazwi · zita

sangano

denomination · institute · organized · entity · organisation · organization

Zvinoreva

Sangano mubatani-dzwa wavanhu vanenge vane chinangwa chimwe chete.

1

Sangano mubatani-dzwa wavanhu vanenge vane chinangwa chimwe chete.

Sangano ravanomirira kodzero dzevakaremara rakaita musangano mukuru.

Mabharani mushandi anoita basa rekunyora zvinhu zvepakambani kana sangano.

Uyu mutungamiriri pabasa, sangano kana pamwe pane vanhu vakawanda vanoshanda pamwe chete.

Zvakafanana

bato · boka

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word