Duramazwi · zita
musangano
conference · convention · meeting · organizational · organizationally · workshop
Duramazwi · zita
conference · convention · meeting · organizational · organizationally · workshop
Kuungana kunoita vanhu kana pane zvavanenge vachida kukurukura kana kuita.
Kuungana kunoita vanhu kana pane zvavanenge vachida kukurukura kana kuita.
Kukudzwa kwemubati wechigaro kunobva mukufambisa musangano zvakanaka zvisina bishi nemheremhere.
Musangano wakapera vanhu vese vakaenda kumisha yavo.
Musangano iboka revanhu vanotova nhengo dzine urongwa nechisungo.
Tiri kuenda kumusangano wechechi svondo rinouya.
Musangano ibato rezvematongerwo enyika.
Duramazwi
01 / 03musangu
Musangu muti unoita maruva anonhuhwira uye nenhokwara, unowanzowanikwa munzizi.
VerengaSwipe for the next word