KwaunobvaDuramazwiGgungano

Duramazwi · zita

gungano

assembly · gathering · congregation

kokorodzanombungano

Zvinoreva

Gungano vanhu vakawanda vanenge vakaungana panzvimbo imwe nechinangwa chimwe chete.

1

Gungano vanhu vakawanda vanenge vakaungana panzvimbo imwe nechinangwa chimwe chete.

Gungano vanhu vakawanda vanenge vakaungana panzvimbo imwe nechinangwa chimwe chete.

Kana munhu achiparidza anenge achitsanangurira gungano maonero aanoita nyaya yaanenge achikurukura nezvayo, kazhinji yezvebhaibheri.

Nhaurwa inofanira kuva nemusoro unotaura kuti ichataurwa nani uye pagungano rakaita sei.

Zvakafanana

kokorodzano · mbungano

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gungira

Gungira rudzi rwebundo rakasimba chaizvo rinomera mubani.

Verenga

Swipe for the next word