Duramazwi · zita
ungano
congregation · convocation · assembly
Duramazwi · zita
congregation · convocation · assembly
Ungano vanhu vazhinji vanouya, pangava pamutambo kana pamusangano, vaine chinangwa chimwe chete.
Ungano vanhu vazhinji vanouya, pangava pamutambo kana pamusangano, vaine chinangwa chimwe chete.
Ungano vanhu vazhinji vanouya, pangava pamutambo kana pamusangano, vaine chinangwa chimwe chete.
Apa panodudzira kuti unofanira kunyora chinangwa chegungano iri.
Muchitsauko chapfuura wakadzidza pamusoro pemusambo wepaungano uye misambo wokukumbira ruregerero.
Duramazwi
01 / 03ungarara
Ungarara maitiro echitsotsi ekuitira vamwe zveujarijari.
VerengaSwipe for the next word