Duramazwi · chiito
unganidza
collect · stock · gather; collect
Duramazwi · chiito
collect · stock · gather; collect
Kana uchiunganidza unenge uchitora zvinhu zvakawanda uchizviisa pamwe chete.
Kana uchiunganidza unenge uchitora zvinhu zvakawanda uchizviisa pamwe chete.
Nokudaro ndiri mushishi kuunganidza mari yekukuroora tizokwanisa kurera mhuri dzedu pamwe chete.
Nokudaro chiitiko cherufu chaisunganidza ukama hwemhuri imwe.
Mutambo uyu unozivikanwa zvikuru nekuunganidza vanhu vemhuri.
Duramazwi
01 / 03ungano
congregation
VerengaSwipe for the next word