KwaunobvaDuramazwiUungana

Duramazwi

ungana

crowded

Zvinoreva

Kana vanhu kana zvi-mwewo zvinhu zvichiungana zvinenge zvichiuya panzvimbo imwe chete.

1

Kana vanhu kana zvi-mwewo zvinhu zvichiungana zvinenge zvichiuya panzvimbo imwe chete.

Ndakatozopedzisira ndabatwa zvangu nehope ndiri busy kufungana neizvozvo zvisina basa zvaLennon.

Vanhu vose ava vaisungana kuita chishwe chaicho pakuraira vanasikana.

Muzukuru wavo mukuru ndiye akatozonouya navo vanhu vaungana pamusha pavo vachida kuvabata maoko ababa vavo.

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word