Duramazwi · zita
Zvinoreva
Unga upfu hunogadzirwa nesimbi, hunopa mbumburu yepfuti simba rekutsva kana pfuti yaridzwa.
Unga-unga.
Unga igonye rine mvere dzakawanda rinodya mashizha emiti.
Kuunga kutora mbatya kana midziyo kana chii zvacho, uchizviisa panhu pamwe chete zvoita dutu.
Chinhu chinoshandiswa pakuputitsa matombo (gunpowder).
Mhando yehove.

Unga ite misikanzwa nekuda kwechicken inn here?
Kana mhuka kana vanhu vakati unga unga vanenge vauya panzvimbo imwe chete vakawanda.
Dharameta unga hunoputika nesimba guru, hunoshandiswa kutsemura matombo kana zvimwewo zvakaomarara.

Mudhindwa ipfuti yorudzi rwakare yaiitwa zve-kupakirwa unga, ichizongopfura nebara rimwe chete panguva imwe chete.
Kuunga kutora mbatya kana midziyo kana chii zvacho, uchizviisa panhu pamwe chete zvoita dutu.
Unga igonye rine mvere dzakawanda rinodya mashizha emiti.
Mudhindwa ipfuti yorudzi rwakare yaiitwa zve-kupakirwa unga, ichizongopfura nebara rimwe chete panguva imwe chete.
Kuunga kutora mbatya kana midziyo kana chii zvacho, uchizviisa panhu pamwe chete zvoita dutu.
Kuunga kuparadzanisa goridhe nevhu zvakasanganiswa nemvura.
Chinhu chinoshandiswa pakuputitsa matombo (gunpowder).
Unga igonye rine mvere dzakawanda rinodya mashizha emiti.
Kuunga kutora mbatya kana midziyo kana chii zvacho, uchizviisa panhu pamwe chete zvoita dutu.
Kuunga kuparadzanisa goridhe nevhu zvakasanganiswa nemvura.
Mhando yehove.
Kuunga kutora mbatya kana midziyo kana chii zvacho, uchizviisa panhu pamwe chete zvoita dutu.
Kuunga kuparadzanisa goridhe nevhu zvakasanganiswa nemvura.
Muunga muti une minzwa michena, yakasimba uye yakareba chaizvo, unomera munzvimbo dzisina mvura yakawanda.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03unga unga
Kana mhuka kana vanhu vakati unga unga vanenge vauya panzvimbo imwe chete vakawanda.
VerengaSwipe for the next word