KwaunobvaTsumoUchenjeriKushaya mano kwomusikana kukungira sadza chibhakira.

Tsumo · Uchenjeri

Kushaya mano kwomusikana kukungira sadza chibhakira.

Zvinorehwa

Pamwe munhu wechidiki anodadira chinhu chinomubatsira kana achichiona chiripo asingazivi kuti anogona kuzochishaya paupenyu hwake huchanya.

What it means

A young person may boast about something helpful without realising they could lose it later in life.

Word for word

It is unwise for a girl to threaten to fight (despise) sadza with her fist.

Mamwe mataurirwo

Kushaya nzero kwemhandara kupfumbira sadza chibhakira. (M)

Dzimwe tsumo dzeuchenjeri

Dzose

Tsumo · Uchenjeri

01 / 03

Mwana muduku kudziva musendo noruoko iwo uchazomudziva womene.

What it means

Many people will not heed a warning about danger until they have seen the danger for themselves; only then do they learn caution.

Verenga

Swipe for the next proverb