KwaunobvaDuramazwiTtutira

Duramazwi

tutira

bundle

Zvinoreva

Kuisa zvinhu zvakawanda pamwe panhu.

1

Kuisa zvinhu zvakawanda pamwe panhu.

Kana uchisokera zvinhu musaga, unenge uchiramba uchizvitutira izvo zvazara kare.

Kana munhu achiti akartutira doro anenge achireva kuti akarinwa rakawanda chaizvo.

Kutsokera kuisa zvinhu mune chimwe chinhu, uchingoramba uchitutira nyangwe zvazara.

2

Kana munhu achitutira zvinhu anenge achizviisa zvakawanda pamwe panhu.

3

Kana munhu achiti akartutira doro anenge achireva kuti akarinwa rakawanda chaizvo.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tutsira

Kututsira kuisa zvinhu uchiita kuti zviwande kupfuura zvazvanga zvakaita.

Verenga

Swipe for the next word