KwaunobvaDuramazwiTtutsira

Duramazwi

tutsira

-wedzera-pamhidzira

Zvinoreva

Kututsira kuisa zvinhu uchiita kuti zviwande kupfuura zvazvanga zvakaita.

1

Kututsira kuisa zvinhu uchiita kuti zviwande kupfuura zvazvanga zvakaita.

Mai vakatusira mvura yesadza pasvika vaenzi.

Kututsira kuisa zvinhu uchiita kuti zviwande kupfuura zvazvanga zvakaita.

Katutsira itsika yekuti kana munhu achirondedzera nyaya, anopamhidzira nezvimwe zvekunyepa.

Zvakafanana

-wedzera · -pamhidzira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tutudza

Kututudza zvinhu kuzviunganidza kuburikidza nekuzvitakura uchizviisa panzvimbo imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word