Duramazwi
tutumadza
-kakanyadza
Duramazwi
Kana munhu achinzi anozvitutumadza anenge achizvikudza, uye achioona sokuti vamwe vanhu vose hapana zvavari.
Kana munhu achinzi anozvitutumadza anenge achizvikudza, uye achioona sokuti vamwe vanhu vose hapana zvavari.
Kana Farai ari pavasikana anozvitutumadza kwazvo.
Kana munhu achidada anenge achizvitutumadza nokuonera vamwe vanhu pasi zvakanyanya.
Kututumadza kufutisa kahomwe nokuisa zvinhu makari.
-kakanyadza
Duramazwi
01 / 03tutumara
Kututumara kuzviona sokunge wakakosha kudarika vamwe vanhu.
VerengaSwipe for the next word