KwaunobvaDuramazwiZzvinzwa

Duramazwi

zvinzwa

Zvinoreva

Kuzvinzwa kudada uye kuzvitutumadza nezvauri.

1

Kuzvinzwa kudada uye kuzvitutumadza nezvauri.

Mafambiro emusikana uyo anonyatsoratidza kuti anozvinzwa.

BaTakue vakazvinzwa hana yavo kwave kutanga kurova zvisingaite yobika manhanga.

Zvino apa vaive vasiri kana kutombozvinzwa pedyo.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word