Duramazwi
Zvinoreva
Kana munyu wanzwira muchibikwa unenge waiswa wakaringana.
1
Kana munyu wanzwira muchibikwa unenge waiswa wakaringana.
Sezvo shoko risingavhikwi vainge vazvinzwira voga ukuwo meso akabva azadzisa.
MaiMhofu vakangodzungudza havo musoro vachinzwira Tadiwa tsitsi dzakanyanya.
Wavainzwira tsitsi ndiTadiwa ko apa ainge oendepi zvavange vave kumudzinga?
2
Kana munhu achiti achakunzwira chimwe chinhu anenge achienda kundotsvaka mamirire echinhu chacho ozouya okutaurira.
3
Kana munhu achiti ari kunzwira mumwe munhu anenge chireva kuti ari kufunga nokunzwisisa dambudziko raanenge awirwa naro.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nzwisa
glimpse
VerengaSwipe for the next word