Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vachinzwana vanenge vachiwirirana chaizvo zvekufambidzana.
1
Kana vanhu vachinzwana vanenge vachiwirirana chaizvo zvekufambidzana.
Mutauro uyu unoumbwa nendimi dzakasiyana - siyana dzine kunzwana kukuru kwazvo mukutaura.
Kana munhu achinzi anojairika anenge asinganetsi kushanda, kunzwana kana kugara naye.
Kana vanhu vachinzwana vanenge vachiwirirana chaizvo zvekufambidzana.
2
Kana muchinzwana munenge muine shoko rimwero, kana kuti muchiwirirana pane zvamuri kubhuya.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nzwanana
Kuyanana.
VerengaSwipe for the next word