Duramazwi
Zvinoreva
Kuyanana.
1
Kuyanana.
Ini navakuru vangu hatingaparare pasi apa zvakanaka kana macheche edu atava kusiya nhasi asiri kunzwanana.
Ngatiivake pamwechete mukunzwanana nemurudo.
Uyu munhu anoita kuti vanhu, zvikuru vambenge vakonana, vabatane nekunzwanana.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nzwanzwe
Nzwanzwe ishiri yerudzi rwenzvidya, inofamba nedzimwe dzakawanda mumapoka, dzichidya mbesa nemhodzi.
VerengaSwipe for the next word