KwaunobvaDuramazwiNnzwisisa

Duramazwi

nzwisisa

apprehend · comprehend · compromise · considerate · decode · intuitive · sensible · sensitive · perceived · understand

Zvinoreva

Kana munhu akanzwisisa zvinenge zvataurwa, pfungwa dzake dzinenge dzagona kufunga kusvika pachipimo chinenge chichidikwa nanyakutaura.

1

Kana munhu akanzwisisa zvinenge zvataurwa, pfungwa dzake dzinenge dzagona kufunga kusvika pachipimo chinenge chichidikwa nanyakutaura.

I think aive angoonawo ega kuti handichadi zvehusahwira naye achibva nzwisisa hake semunhu anokasika kuramwa.

Amai Mhofu vaive vave kuzvinzwisisa havo vaiti kuda zvimwe achachinja nekukura, hamheno?

Vaishaya kunzwisisa kuti chokwadi vanhu vaivavengerei zvekudaro.

2

Kana munhu achinzi anonzwisisa anenge achigona kutambira izvo anenge audzwa kana kuitirwa, oita zvinhu zvinobatsira anenge amuudza kana anenge amuitira chimwe chinhu.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word