KwaunobvaDuramazwiNnzwisiso

Duramazwi · zita

nzwisiso

comprehension

Zvinoreva

Nzwisiso indima inofanira kuverengwa, inoteverwa nemibvunzo inotarisirwa kupindurwa nanyakuverenga achiedza kutaridza kunzwisisa kwaaita zviri kutaurwa mundima yacho.

1

Nzwisiso indima inofanira kuverengwa, inoteverwa nemibvunzo inotarisirwa kupindurwa nanyakuverenga achiedza kutaridza kunzwisisa kwaaita zviri kutaurwa mundima yacho.

Unogona kupiwa nzwisiso yeimwe yemhando dzakapiwa kuti upindure mibvunzo.

Muchitsauko chechitanhanhu ndimo makaparurwa nzwisiso yetsamba yebasa.

CHIKAMU II: Nzwisiso nepfupiso Nyatsoverenga nyaya iyi ugopindura mibvunzo inotevera neChiShona.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

n'

Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi n'i, inowanikwa pakati paemunaeni mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.

Verenga

Swipe for the next word