KwaunobvaDuramazwiBbata nyaya

Duramazwi

bata nyaya

Zvinoreva

Kana wabata nyaya unenge wanzwisisa zvese zviri kutaurwa.

1

Kana wabata nyaya unenge wanzwisisa zvese zviri kutaurwa.

Kubata-bata nyaya kungoiti taurei zvishoma moisiya musati munyatsopinda mairi.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word