KwaunobvaDuramazwiBbata muromo

Duramazwi

bata muromo

Zvinoreva

Kana ukaudzwa kunzi bata muromo unenge uchiyambirwa kuti usataure zvinhu zvinoita kuti utadze kuwirirana nevamwe.

1

2

Kana ukabata muromo mumwe munhu unenge wambomumisa kutaura kwekanguva, wamugamha kuti iwe umbotaurawo. Pandakada kuti nditaure zvakange zvaitika. Kuziva akabva andibata muromo ndokurondedzera nyaya yakewo.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bata nyaya

Kana wabata nyaya unenge wanzwisisa zvese zviri kutaurwa.

Verenga

Swipe for the next word