Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu abata jongwe muromo anenge amuka rungwanangwana achida kuenda parwendo.
1
Kana munhu abata jongwe muromo anenge amuka rungwanangwana achida kuenda parwendo.
BaTakue vakafumo bata jongwe muromo ndokubva vageza kwave kubikirwa havo tea.
Tanaka na Tadiwa vakazofumo bata jongwe muromo sevanhu vainge vatengerwa hemba dzinyowani.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bata mazwi
Kubata mazwi kuteereresa uye kunzwisisa zviri kutaurwa nemunhu. Kana ndichitaura bata mazwi kuti usazodudzire nepasipo.
VerengaSwipe for the next word