KwaunobvaDuramazwiBbata mazwi

Duramazwi

bata mazwi

Zvinoreva

Kubata mazwi kuteereresa uye kunzwisisa zviri kutaurwa nemunhu. Kana ndichitaura bata mazwi kuti usazodudzire nepasipo.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bata muromo

Kana ukaudzwa kunzi bata muromo unenge uchiyambirwa kuti usataure zvinhu zvinoita kuti utadze kuwirirana nevamwe.

Verenga

Swipe for the next word