Duramazwi · zita
batanidzo
merger · link
Duramazwi · zita
merger · link
Batanidzo kutorwa kana kusanganiswa kwezvinhu zviviri kana kupfuura zvichiumba chinhu chimwe chete.
Batanidzo kutorwa kana kusanganiswa kwezvinhu zviviri kana kupfuura zvichiumba chinhu chimwe chete.
Batanidzo kutorwa kana kusanganiswa kwezvinhu zviviri kana kupfuura zvichiumba chinhu chimwe chete.
Nyangiswa ibatanidzo yamashoko mumutsetse inoreva kuti kunyange zvazvo.
Iyi ibatanidzo yamazwi inoratidza pakapedzisira kuitika zvimwe zvinhu.
lyi mitemo yemanyorerwo anoitwa mabhii nemavara achiumba mazwi kuita rimwe rimwe.
Duramazwi
01 / 03batanidzo nepatsanuro
lyi mitemo yenzira kwayo inoteverwa kunyora mutauro nemazvo muchiisa mabhii nemavara pamwe chete kuumba mazwi nokuparadzanisa mazwi acho panenge pakafanira.
VerengaSwipe for the next word