KwaunobvaDuramazwiPpatsanuro

Duramazwi · zita

patsanuro

separation

Zvinoreva

Patsanuro kutsaurwa kunoitwa zvinhu kubviswa pane zvimwe zvichiiswa pazvo zvoga.

1

Patsanuro kuparadzaniswa kunoitwa mabhii nemavara kana wapedza kunyora rimwe izwi, wava kuenda pane rimwe.

Ichi chisungo chemitemo yezviperengo, batanidzo nepatsanuro inotsanangura manyorerwo anofanira kuitwa mazwi mumutauro.

2

Patsanuro kuparadzaniswa kunoitwa mabhii nemavara kana wapedza kunyora rimwe izwi, wava kuenda pane rimwe.

Zvakasiyana

batanidzo

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

patsura

Kupatsura kuitira hama yako zvinhu zvakaipa.

Verenga

Swipe for the next word