Duramazwi
patsva
afresh · anew · reborn · freshly · newly
Duramazwi
afresh · anew · reborn · freshly · newly
Kana chinhu chichiitwa patsva chinenge chava kutangwa zvakare.
Kana chinhu chichiitwa patsva chinenge chava kutangwa zvakare.
Hama dzedu dzose idzi dzinoda kuvingwa patsva zvineunhu nerukudzo kuti mweya yavo izororo.
Ronga patsva mazwi aya agoumba tsumo dzakanaka.
Mwana arasa gwara romusangano, anoda kudzidziswa patsva.
Duramazwi
01 / 03paturora
Kana mupurisa kana musoja achipaturora panzvimbo anenge achitenderera-tendererapo achiona kuti zvese zvakamira zvakanaka here.
VerengaSwipe for the next word