Duramazwi
Zvinoreva
Chidimbi renhoroondo.
Pamberi pedare.
Zvekare.
Ichi chivakamberi chinoreva kuti zviri kurehwa nechiito zvinenge zvichiitwa kechipiri.
Chidimbi renhoroondo.
Ko vaitoita sababa nemwana zve.
Kutaura kwaanoita kunondibhowa zve-kuti bhe.
Kupfapfadza kudira mvura inenge ichibuda mupombi ichiita zvokuvharwa nokuvhurwa-zve.

Kana munhu achimenda chinhu chakafa anenge achichigadzira kuti chigone kushandiswa-zve.
Kukomekedza kutaura munhu chinhu wamutaurira-zve, kuti anyatsonzwisisa.
Ichi chivakamberi chinoreva kuti zviri kurehwa nechiito zvinenge zvichiitwa kechipiri.
Kana munhu achimenda chinhu chakafa anenge achichigadzira kuti chigone kushandiswa-zve.
Kukomekedza kutaura munhu chinhu wamutaurira-zve, kuti anyatsonzwisisa.
Kana uchisvikira chimwe chinhu unenge wakareba zve-kugona kuchibata.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zvebasa
(manje) Ichi chidudzirachiito chinoshandiswa kutsinhira kana zvinhu zvanyatsoitwa chaizvoizvo.
VerengaSwipe for the next word