KwaunobvaDuramazwiZzvebasa

Duramazwi

zvebasa

Zvinoreva

(manje) Ichi chidudzirachiito chinoshandiswa kutsinhira kana zvinhu zvanyatsoitwa chaizvoizvo.

1

(manje) Ichi chidudzirachiito chinoshandiswa kutsinhira kana zvinhu zvanyatsoitwa chaizvoizvo.

Mumhanzi wanga wodandaurwa, ava vanaChiedza vava kugiya pasi zvebasa chaizvo.

Zvino apa paive patoshata nekuti Zoro aive apisiswa neainzi ndiye mukadzi wake waaive atsvagirwa Saka aive akatogumbuka zvebasa chairo.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word