Duramazwi
Zvinoreva
Kupatya kubura usavi, zvikuru hwenyama, kubva mupoto huchiiswa mundiro dzakasiyana-siyana.
1

Vose vainge vaine nhumbi dzakafanana vaitoitwa kunge mapatya asi kwete vaisava.
Kupatya kubura usavi, zvikuru hwenyama, kubva mupoto huchiiswa mundiro dzakasiyana-siyana.
Mapatya vana vaviri vanozvarwa nguva imwe namai vamwe chete.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pau
Inzwi rinotevedzera ruzha rwezviridzwa.
VerengaSwipe for the next word