KwaunobvaDuramazwiPpaudha

Duramazwi · zita

paudha

Zvinoreva

Chigadzirwa chakaita upfu.

1

Chigadzirwa chakaita upfu.

Kupoda kuzora mafuta netwumwewo twakaita seponzi, paudha kana zvimwewo kumeso.

Paudha ipoda yakaita upfu inozorwa kumeso kuti kupfumbire, kusapenye mafuta.

Paudha mushonga muchena wakaita upfu unoiswa nemunhu muhapwa kana apedza kugeza, kuti asatikitira.

2

Paudha mushonga muchena wakaita upfu, unoiswa pamwana kana achipfekedzwa napukeni kuti asasvuuka kana atotesa.

3

Paudha mushonga muchena wakaita upfu unoiswa nemunhu muhapwa kana apedza kugeza, kuti asatikitira.

4

Paudha ipoda yakaita upfu inozorwa kumeso kuti kupfumbire, kusapenye mafuta.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pauka

Kupauka kubva pamuti kwedavi rinenge ratemwa kana kubvitwa.

Verenga

Swipe for the next word