Duramazwi
patsana
-siyana
Duramazwi
Kana vanhu vakapatsana vanenge voti umwe kwake umwe kwake, vasisaiti chinhu chimwe chete.

01 / 03patsanu
Kuti patsanu kuparadzanisa zvinhu zvanga zvakabatana kana kuti kunamirana.
VerengaSwipe for the next word