KwaunobvaDuramazwiTtsauka

Duramazwi · chiito

tsauka

deviate · turn

-rauka

Zvinoreva

Kubuda munzira yawanga uchifamba.

1

Kubuda munzira yawanga uchifamba.

Chipo akangozevezera mukomana wake vachibva vatsauka.

Kutsauka kusi-yana kunoita vanhu, mhuka kana miti, zvichienderana namarudzi azvo.

Jerandoga mukono wemhuka unotsauka kubva mune dzimwe uchisarudza kufamba woga.

2

Kutsauka kubuda munzira uchinanga kumwewo.

3

Kutsauka kurega kuita zvinhu zvinoitwa navamwe nezvikonzero zvakowo.

4

Kutsauka kusi-yana kunoita vanhu, mhuka kana miti, zvichienderana namarudzi azvo.

5

Kana mari yakatsauka inenge yakaita mari yesimbi yakawandawanda

Zvakafanana

-rauka

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsaukana

Kutsaukana kusafanana kwezvinhu kana kwetsika dza-vanhu.

Verenga

Swipe for the next word