Duramazwi
Zvinoreva
Kusiya zvawanga uchiita wotevera zvimwe.
1

Kana munhu akati tsau anenge abuda munzira yaanga achifamba ava kuenda kumwe.
Kana munhu akati tsau pakuita chimwe chinhu anenge asina kuchiita nemazvo.
Kana munhu akati tsau anenge abuda muboka kana muchikwata chine vamwe achiita zvake ega.
2

3

4

Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsaudzira
Kana munhu akatsaudzira pakuita chimwe chinhu anenge asina kuchiita nenzira chaiyo yachinofanira kuitwa nayo.
VerengaSwipe for the next word