Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tsatsi zvinhu zvakawanda zvakasungwa pamwe chete.
1
Tsatsi zvinhu zvakawanda zvakasungwa pamwe chete.
Tsatsi zvinhu zvakawanda zvakasungwa pamwe chete.
Nyamatsatsi inyeredzi huru inoonekwa manheru, inopa chiedza kunyika chakawanda zvokuti kana uchifamba usiku inobatsira pakuona nzira.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsatya
Kana munhu akati mate tsatya anenge aapfira achinowira kure naye.
VerengaSwipe for the next word